2 Samueri 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo Dhavhidhi akasvika kuBhaari-perazimu,+ Dhavhidhi akavauraya ikoko. Akabva ati: “Jehovha aputsa vavengi vangu+ pamberi pangu, sepakaputswa nemvura.” Ndokusaka akatumidza nzvimbo iyoyo kuti Bhaari-perazimu.+ Isaya 28:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimu,+ achatsamwa sezvaakaita mubani riri pedyo neGibhiyoni,+ kuti aite chiito chake—chiito chake chinoshamisa—uye kuti aite basa rake—basa rake rinoshamisa.+
20 Naizvozvo Dhavhidhi akasvika kuBhaari-perazimu,+ Dhavhidhi akavauraya ikoko. Akabva ati: “Jehovha aputsa vavengi vangu+ pamberi pangu, sepakaputswa nemvura.” Ndokusaka akatumidza nzvimbo iyoyo kuti Bhaari-perazimu.+
21 Nokuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimu,+ achatsamwa sezvaakaita mubani riri pedyo neGibhiyoni,+ kuti aite chiito chake—chiito chake chinoshamisa—uye kuti aite basa rake—basa rake rinoshamisa.+