Vatongi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino usiku ihwohwo+ Jehovha akati kwaari: “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndauisa muruoko rwako.+ 1 Samueri 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi kana vakati, ‘Kwirai muzorwa nesu!’ tichabva takwira, nokuti Jehovha achavaisa muruoko rwedu, uye ichi ndicho chiratidzo chacho kwatiri.”+
9 Zvino usiku ihwohwo+ Jehovha akati kwaari: “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndauisa muruoko rwako.+
10 Asi kana vakati, ‘Kwirai muzorwa nesu!’ tichabva takwira, nokuti Jehovha achavaisa muruoko rwedu, uye ichi ndicho chiratidzo chacho kwatiri.”+