Genesisi 19:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Muduku wacho, akaberekawo mwanakomana akabva amutumidza kuti Bheni-ami. Ndiye baba wevanakomana vaAmoni,+ kusvikira nhasi.
38 Muduku wacho, akaberekawo mwanakomana akabva amutumidza kuti Bheni-ami. Ndiye baba wevanakomana vaAmoni,+ kusvikira nhasi.