RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 30:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Pose paunoverenga vanakomana vaIsraeri kuti uwane kuwanda kwavo,+ mumwe nomumwe ngaape Jehovha rudzikinuro nokuda kwomweya wake pavanenge vachiverengwa,+ kuti varege kuwirwa nedambudziko pavanenge vachiverengwa.+

  • Eksodho 30:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vose vaya vanodarika vachienda kune vaya vakaverengwa vachapa izvi: hafu yeshekeri inoenzanirana nehafu yeshekeri yenzvimbo tsvene.+ Magera makumi maviri anoenzanirana neshekeri. Hafu yeshekeri ndiwo mupiro kuna Jehovha.+

  • Eksodho 30:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Vanhu vose vanodarika vachienda kune vaya vakanyorwa vanobvira pamakore makumi maviri zvichikwira vachapa mupiro waJehovha.+

  • Eksodho 30:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Utore mari yesirivha yokuyananisira kuvanakomana vaIsraeri, wobhadhara basa retende rokusanganira,+ kuti chive chiyeuchidzo pamberi paJehovha nokuda kwevanakomana vaIsraeri, kuti muyananisire mweya yenyu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe