2 Makoronike 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vaya vakanga vachiisa mwoyo yavo pakutsvaka Jehovha Mwari waIsraeri vakavatevera vakauya kuJerusarema+ vachibva kumadzinza ose aIsraeri kuti vazobayira+ kuna Jehovha Mwari wemadzitateguru avo.
16 Vaya vakanga vachiisa mwoyo yavo pakutsvaka Jehovha Mwari waIsraeri vakavatevera vakauya kuJerusarema+ vachibva kumadzinza ose aIsraeri kuti vazobayira+ kuna Jehovha Mwari wemadzitateguru avo.