1 Madzimambo 12:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino vaIsraeri vose pavakangonzwa kuti Jerobhoamu akanga adzoka, vakabva vatumira shoko, vakamushevedza kuti auye kuungano, vakamuita mambo wevaIsraeri vose.+ Hapana akava muteveri weimba yaDhavhidhi kunze kworudzi rwaJudha chete.+ 2 Makoronike 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Rehobhoamu paakasvika kuJerusarema,+ akabva aunganidza imba yose yaJudha neyaBhenjamini,+ varume vakasarudzwa nokuda kwehondo,+ zviuru zana zvine makumi masere, kuti vanorwisa Israeri, vadzorere umambo kuna Rehobhoamu.
20 Zvino vaIsraeri vose pavakangonzwa kuti Jerobhoamu akanga adzoka, vakabva vatumira shoko, vakamushevedza kuti auye kuungano, vakamuita mambo wevaIsraeri vose.+ Hapana akava muteveri weimba yaDhavhidhi kunze kworudzi rwaJudha chete.+
11 Rehobhoamu paakasvika kuJerusarema,+ akabva aunganidza imba yose yaJudha neyaBhenjamini,+ varume vakasarudzwa nokuda kwehondo,+ zviuru zana zvine makumi masere, kuti vanorwisa Israeri, vadzorere umambo kuna Rehobhoamu.