-
1 Madzimambo 13:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 Akabva ashevedzera kuatari neshoko raJehovha akati: “Haiwa iwe atari, iwe atari, zvanzi naJehovha, ‘Tarira! Imba yaDhavhidhi ichaberekerwa mwanakomana, achatumidzwa kuti Josiya!+ Achabayira pauri vapristi venzvimbo dzakakwirira vari kukwidza utsi hwezvibayiro pauri, uye achapisira mapfupa evanhu pauri.’”+
-