1 Madzimambo 21:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Waona here kuzvininipisa kwaita Ahabhi nokuda kwangu?+ Nokuti azvininipisa nokuda kwangu, handizounzi dambudziko racho mumazuva ake.+ Ndichaunzira imba yake dambudziko racho mumazuva omwanakomana wake.”+ Isaya 39:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Hezekiya akabva ati kuna Isaya: “Shoko raJehovha rawataura rakanaka.”+ Akatizve: “Nokuti rugare nechokwadi+ zvicharamba zviripo mumazuva angu.”+ 1 Petro 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+
29 “Waona here kuzvininipisa kwaita Ahabhi nokuda kwangu?+ Nokuti azvininipisa nokuda kwangu, handizounzi dambudziko racho mumazuva ake.+ Ndichaunzira imba yake dambudziko racho mumazuva omwanakomana wake.”+
8 Hezekiya akabva ati kuna Isaya: “Shoko raJehovha rawataura rakanaka.”+ Akatizve: “Nokuti rugare nechokwadi+ zvicharamba zviripo mumazuva angu.”+
5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+