Jeremiya 26:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Mambo Jehoyakimu+ nevarume vake vose vaiva nesimba nemachinda ose vakanzwa mashoko ake, uye mambo akatanga kutsvaka kumuuraya.+ Urija paakazvinzwa akabva atya,+ akatiza, akaenda kuIjipiti. Jeremiya 36:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Jeremiya akatora mumwe mupumburu akabva aupa munyori+ Bharuki mwanakomana waNeriya, uyo akanyora mauri achiudzwa+ naJeremiya mashoko ose aiva mubhuku rakanga rapiswa nomoto naJehoyakimu mambo waJudha;+ uye mashoko mazhinji akaita saiwayo akawedzerwa kwaari.
21 Mambo Jehoyakimu+ nevarume vake vose vaiva nesimba nemachinda ose vakanzwa mashoko ake, uye mambo akatanga kutsvaka kumuuraya.+ Urija paakazvinzwa akabva atya,+ akatiza, akaenda kuIjipiti.
32 Jeremiya akatora mumwe mupumburu akabva aupa munyori+ Bharuki mwanakomana waNeriya, uyo akanyora mauri achiudzwa+ naJeremiya mashoko ose aiva mubhuku rakanga rapiswa nomoto naJehoyakimu mambo waJudha;+ uye mashoko mazhinji akaita saiwayo akawedzerwa kwaari.