Jeremiya 20:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Makandinyengedza, haiwa Jehovha, zvokuti ndakanyengedzwa. Makashandisa simba renyu kundirwisa, zvokuti makakunda.+ Ndakava chinhu chinosekwa zuva rose; munhu wose ari kundinyomba.+
7 Makandinyengedza, haiwa Jehovha, zvokuti ndakanyengedzwa. Makashandisa simba renyu kundirwisa, zvokuti makakunda.+ Ndakava chinhu chinosekwa zuva rose; munhu wose ari kundinyomba.+