Eksodho 12:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 Jehovha akabudisa vanakomana vaIsraeri munyika yeIjipiti pamwe chete nemauto+ avo pazuva iri. Dheuteronomi 29:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvino vachabva vati, ‘Nokuti vakasiya sungano+ yaJehovha Mwari wemadzitateguru avo, yaakaita navo paakavabudisa munyika yeIjipiti.+
25 Zvino vachabva vati, ‘Nokuti vakasiya sungano+ yaJehovha Mwari wemadzitateguru avo, yaakaita navo paakavabudisa munyika yeIjipiti.+