Revhitiko 23:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu,+ kusvikira pazuva rinotevera sabata rechinomwe, uye muuye nechinopiwa chezviyo+ zvitsva kuna Jehovha. Mabasa 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino zuva romutambo wePendekosti+ zvarakanga richipfuurira, vose vakanga vari panzvimbo imwe chete,
16 Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu,+ kusvikira pazuva rinotevera sabata rechinomwe, uye muuye nechinopiwa chezviyo+ zvitsva kuna Jehovha.
2 Zvino zuva romutambo wePendekosti+ zvarakanga richipfuurira, vose vakanga vari panzvimbo imwe chete,