Joshua 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Joshua akati kwavari: “Kana muri vanhu vazhinji, endai kusango, muriteme imomo munyika yevaPerizi+ nevaRefaimu,+ nokuti nzvimbo ine makomo+ yaEfremu yava duku kwazvo nokuda kwenyu.”
15 Joshua akati kwavari: “Kana muri vanhu vazhinji, endai kusango, muriteme imomo munyika yevaPerizi+ nevaRefaimu,+ nokuti nzvimbo ine makomo+ yaEfremu yava duku kwazvo nokuda kwenyu.”