Numeri 23:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Haana kuona simba remashiripiti+ rakaitirwa Jakobho,Uye haana kuona zvinotambudza zvakaitirwa Israeri.Jehovha Mwari wake anaye,+Kurumbidzwa kukuru kwamambo kuri pakati pake. Dheuteronomi 20:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti Jehovha Mwari wenyu ari kufamba nemi kuti akurwirei pavavengi venyu kuti akuponesei.’+ Pisarema 20:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vamwe vanotaura nezvengoro uye vamwe nezvemabhiza,+Asi isu tichataura nezvezita raJehovha Mwari wedu.+ VaRoma 8:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Saka, tichatii pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kwatiri, ndiani achatirwisa?+
21 Haana kuona simba remashiripiti+ rakaitirwa Jakobho,Uye haana kuona zvinotambudza zvakaitirwa Israeri.Jehovha Mwari wake anaye,+Kurumbidzwa kukuru kwamambo kuri pakati pake.
7 Vamwe vanotaura nezvengoro uye vamwe nezvemabhiza,+Asi isu tichataura nezvezita raJehovha Mwari wedu.+