Mako 16:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo sabata+ parakanga rapfuura, Mariya Magadharini,+ naMariya amai vaJakobho, naSarome vakatenga zvinonhuhwirira kuti vaende vanomuzora.+ Johani 19:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Naizvozvo vakatora mutumbi waJesu, vakaumonera nemachira nezvinonhuhwirira,+ setsika yevaJudha yokugadzirira kuviga.
16 Naizvozvo sabata+ parakanga rapfuura, Mariya Magadharini,+ naMariya amai vaJakobho, naSarome vakatenga zvinonhuhwirira kuti vaende vanomuzora.+
40 Naizvozvo vakatora mutumbi waJesu, vakaumonera nemachira nezvinonhuhwirira,+ setsika yevaJudha yokugadzirira kuviga.