2 Samueri 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Imi makomo eGiribhoa,+ dova nemvura ngazvirege kuva pamusoro penyu, uye minda yemipiro mitsvene ngairege kuvapowo;+Nokuti nhoo yevane simba yakasvibiswa ipapo,Iyo nhoo yaSauro, zvokuti hapana yakazodzwa nemafuta.+ 2 Makoronike 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asa akava neuto rehondo raitakura nhoo huru+ nemapfumo marefu,+ revaJudha vaisvika zviuru mazana matatu.+ Vaya vaitakura nhoo duku nokukunga uta+ vakabva kwaBhenjamini vaiva zviuru mazana maviri nezvine makumi masere. Vose ava vaiva varume vakanga vakashinga, vaiva nesimba.+
21 Imi makomo eGiribhoa,+ dova nemvura ngazvirege kuva pamusoro penyu, uye minda yemipiro mitsvene ngairege kuvapowo;+Nokuti nhoo yevane simba yakasvibiswa ipapo,Iyo nhoo yaSauro, zvokuti hapana yakazodzwa nemafuta.+
8 Asa akava neuto rehondo raitakura nhoo huru+ nemapfumo marefu,+ revaJudha vaisvika zviuru mazana matatu.+ Vaya vaitakura nhoo duku nokukunga uta+ vakabva kwaBhenjamini vaiva zviuru mazana maviri nezvine makumi masere. Vose ava vaiva varume vakanga vakashinga, vaiva nesimba.+