2 Madzimambo 22:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Gare gare mupristi mukuru Hirikiya+ akati kumunyori+ Shafani:+ “Ndawana bhuku romutemo+ muimba yaJehovha.” Naizvozvo Hirikiya akapa Shafani bhuku racho, iye akatanga kuriverenga.
8 Gare gare mupristi mukuru Hirikiya+ akati kumunyori+ Shafani:+ “Ndawana bhuku romutemo+ muimba yaJehovha.” Naizvozvo Hirikiya akapa Shafani bhuku racho, iye akatanga kuriverenga.