Eksodho 22:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Kana moto ukapararira, ukabatira paminzwa, nepazvisote kana pazviyo zvisati zvachekwa kana kuti munda ukapiswa,+ munhu akabatidza moto wacho anofanira kuripa zvakatsva.
6 “Kana moto ukapararira, ukabatira paminzwa, nepazvisote kana pazviyo zvisati zvachekwa kana kuti munda ukapiswa,+ munhu akabatidza moto wacho anofanira kuripa zvakatsva.