RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Sezvo murayiro wakatumirwa uchibva pamberi pamambo nemakurukota ake manomwe+ kuti vanoongorora+ pamusoro peJudha neJerusarema mumutemo+ waMwari+ wako uri muruoko rwako,

  • Esteri 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 uye vaiva pedyo zvikuru naye vaiva Kashena, Shetari, Admata, Tashishi, Meresi, Masena, naMemukani, machinda manomwe+ ePezhiya neMedhiya, aibvumirwa kupinda maiva namambo,+ uye aigara pokutanga muumambo):

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe