Ezra 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+ Mariro 3:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Munhu mupenyu anganyunyutei,+ iye murume akagwinya pamusoro pechivi chake?+
6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+