Esteri 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndokusaka vaJudha vomumisha, vaigara mumaguta emaruwa okure, vaiita zuva rechigumi nemana romwedzi waAdhari+ rokufara+ nerokuita mabiko nezuva rakanaka+ nerokutumirana zvinhu.+
19 Ndokusaka vaJudha vomumisha, vaigara mumaguta emaruwa okure, vaiita zuva rechigumi nemana romwedzi waAdhari+ rokufara+ nerokuita mabiko nezuva rakanaka+ nerokutumirana zvinhu.+