Esteri 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nhume+ dzacho, dzakanga dzakatasva mabhiza aishandiswa kuendesa tsamba mubasa ramambo, dzakaenda, dzichikurudzirwa nokukurumidziswa+ neshoko ramambo; uye mutemo wacho wakapiwa munhare yeShushani.+
14 Nhume+ dzacho, dzakanga dzakatasva mabhiza aishandiswa kuendesa tsamba mubasa ramambo, dzakaenda, dzichikurudzirwa nokukurumidziswa+ neshoko ramambo; uye mutemo wacho wakapiwa munhare yeShushani.+