Dhanieri 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakaona pane zvandakaratidzwa; uye pandakanga ndakatarira, kuti ndaiva munhare yeShushani,+ iri mudunhu reEramu;+ ndakaona pane zvandakaratidzwa, uye ini ndakanga ndiri pedyo norwizi rwaUrai.+
2 Ndakaona pane zvandakaratidzwa; uye pandakanga ndakatarira, kuti ndaiva munhare yeShushani,+ iri mudunhu reEramu;+ ndakaona pane zvandakaratidzwa, uye ini ndakanga ndiri pedyo norwizi rwaUrai.+