Zvirevo 31:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Hazvina kukodzera madzimambo, haiwa Remueri, hazvina kukodzera madzimambo kuti anwe waini kana machinda kuti ati: “Doro rinodhaka riri kupi?”+
4 Hazvina kukodzera madzimambo, haiwa Remueri, hazvina kukodzera madzimambo kuti anwe waini kana machinda kuti ati: “Doro rinodhaka riri kupi?”+