Pisarema 125:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+ Zvirevo 12:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Unyengeri huri mumwoyo mevaya vanoronga kuita zvakaipa,+ asi vaya vanopa mazano ezvorugare vanofara.+ Isaya 26:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Haiwa Jehovha, muchatonga kuti mutipe rugare,+ nokuti makatiitira mabasa edu ose.+
5 Asi vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,+Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvinhu zvinokuvadza.+Israeri achava norugare.+
20 Unyengeri huri mumwoyo mevaya vanoronga kuita zvakaipa,+ asi vaya vanopa mazano ezvorugare vanofara.+