Jobho 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vakaramba vakagara+ naye pasi kwemazuva manomwe nousiku hunomwe, uye hapana aitaura shoko kwaari, nokuti vakaona kuti kurwadziwa+ kwacho kwaiva kukuru kwazvo.
13 Vakaramba vakagara+ naye pasi kwemazuva manomwe nousiku hunomwe, uye hapana aitaura shoko kwaari, nokuti vakaona kuti kurwadziwa+ kwacho kwaiva kukuru kwazvo.