Jeremiya 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya;+ taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+ Jeremiya 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Makaramba Judha zvachose here,+ kana kuti mweya wenyu wakasemawo Ziyoni?+ Makatiroverei zvokuti hatipori?+ Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya; uye taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+
15 Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya;+ taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+
19 Makaramba Judha zvachose here,+ kana kuti mweya wenyu wakasemawo Ziyoni?+ Makatiroverei zvokuti hatipori?+ Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya; uye taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+