Genesisi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+ 2 Makoronike 19:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino ityai+ Jehovha.+ Chenjerai, muite chimwe chinhu,+ nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna zvisina kururama+ kana rusaruro+ kana kugamuchira pfumbamuromo.”+ Pisarema 92:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kuti vazivise kuti Jehovha akarurama.+Iye ndiye Dombo+ rangu, maari hamuna chisina kururama.+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+
7 Zvino ityai+ Jehovha.+ Chenjerai, muite chimwe chinhu,+ nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna zvisina kururama+ kana rusaruro+ kana kugamuchira pfumbamuromo.”+