Pisarema 73:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Haiwa, vava chinhu chinokatyamadza sei munguva pfupi pfupi!+Vasvika sei pakuguma kwavo uye vapedzwa sei nezvinongoerekana zvavhundutsa! Mabasa 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ngirozi yaJehovha yakabva yamurova,+ nokuti haana kukudza Mwari;+ uye akadyiwa nehonye, akafa.
19 Haiwa, vava chinhu chinokatyamadza sei munguva pfupi pfupi!+Vasvika sei pakuguma kwavo uye vapedzwa sei nezvinongoerekana zvavhundutsa!