RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Hosiya 7:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Havambofungi mumwoyo mavo+ kuti ndichayeuka zvakaipa zvavo zvose.+ Zvino zvavakaita zvavakomba.+ Zvava pamberi pangu.+

  • 2 VaKorinde 11:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Saka hachisi chinhu chikuru kana vashumiri vake+ vachiramba vachizvichinjawo kuva vashumiri vokururama. Asi kuguma kwavo kuchava maererano nemabasa avo.+

  • Tito 1:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Vanotaura pachena kuti vanoziva Mwari,+ asi vanomuramba nemabasa avo,+ nokuti vanosemesa, havateereri uye havatenderwi+ kuita basa chero ripi zvaro rakanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe