VaRoma 8:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira,+ kwete nokuti ndizvo zvazvaida asi nokuna iye akaita kuti zvidaro, nokuda kwetariro+
20 Nokuti zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira,+ kwete nokuti ndizvo zvazvaida asi nokuna iye akaita kuti zvidaro, nokuda kwetariro+