Muparidzi 8:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Hapana munhu ane simba pamusoro pesimba roupenyu kuti adzivise simba roupenyu;+ uyewo hapana simba rokudzora pazuva rokufa;+ uyewo muhondo hapana anomboregwa kuti aende.+ Uipi hauzopukunyutsi vaya vanohuita.+
8 Hapana munhu ane simba pamusoro pesimba roupenyu kuti adzivise simba roupenyu;+ uyewo hapana simba rokudzora pazuva rokufa;+ uyewo muhondo hapana anomboregwa kuti aende.+ Uipi hauzopukunyutsi vaya vanohuita.+