Dheuteronomi 5:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Kudai vaizongoita kuti mwoyo yavo inditye+ uye kuti vachengete mirayiro yangu+ nguva dzose, kuti zvivafambire zvakanaka, ivo nevanakomana vavo nokusingagumi!+
29 Kudai vaizongoita kuti mwoyo yavo inditye+ uye kuti vachengete mirayiro yangu+ nguva dzose, kuti zvivafambire zvakanaka, ivo nevanakomana vavo nokusingagumi!+