Pisarema 105:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Akavhura dombo, mvura ikatanga kubuda;+Iyi yakayerera ichienda nomunzvimbo dzisina mvura sorwizi.+ Isaya 48:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Havana kuva nenyota+ paakanga achivafambisa nomunzvimbo dzakaita gwenga.+ Akavabudisira mvura mudombo, akatsemura dombo kuti mvura idzutuke.”+ 1 VaKorinde 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 uye ose akanwa zvokunwa zvomudzimu zvakafanana.+ Nokuti ainwa padombo guru+ romudzimu raiatevera, uye dombo guru+ iroro raimirira Kristu.+
41 Akavhura dombo, mvura ikatanga kubuda;+Iyi yakayerera ichienda nomunzvimbo dzisina mvura sorwizi.+
21 Havana kuva nenyota+ paakanga achivafambisa nomunzvimbo dzakaita gwenga.+ Akavabudisira mvura mudombo, akatsemura dombo kuti mvura idzutuke.”+
4 uye ose akanwa zvokunwa zvomudzimu zvakafanana.+ Nokuti ainwa padombo guru+ romudzimu raiatevera, uye dombo guru+ iroro raimirira Kristu.+