Pisarema 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makatuka marudzi,+ makaparadza munhu akaipa.+Makadzima zita ravo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+ Pisarema 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Imi pachenyu noruoko rwenyu makadzingawo marudzi,+Mukadyara madzitateguru panzvimbo yemarudzi acho.+Makaputsa mapoka emarudzi uye makaadzinga.+
5 Makatuka marudzi,+ makaparadza munhu akaipa.+Makadzima zita ravo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+
2 Imi pachenyu noruoko rwenyu makadzingawo marudzi,+Mukadyara madzitateguru panzvimbo yemarudzi acho.+Makaputsa mapoka emarudzi uye makaadzinga.+