Nehemiya 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndakati kwavari: “Isu takadzikinura+ hama dzedu dzechiJudha dzakanga dzakatengeswa kune mamwe marudzi, patakagona napo; zvino imi motengesa hama dzenyu,+ uye dzinofanira kutengeswa kwatiri here?” Vakanyarara, vakashaya neshoko zvaro.+
8 Ndakati kwavari: “Isu takadzikinura+ hama dzedu dzechiJudha dzakanga dzakatengeswa kune mamwe marudzi, patakagona napo; zvino imi motengesa hama dzenyu,+ uye dzinofanira kutengeswa kwatiri here?” Vakanyarara, vakashaya neshoko zvaro.+