21 Naizvozvo Zebha naZarimuna vakati: “Simuka iwe utirwise, nokuti zvakaita murume, ndizvo zvakaita kuva nesimba kwake.”+ Naizvozvo Gidhiyoni akasimuka, akauraya+ Zebha naZarimuna, akatora zvishongo zvakaita somwedzi zvaiva pamitsipa yengamera dzavo.