17 Chinhu ichi chiri maererano nomurau wevarindi,+ uye chikumbiro chacho chaitwa nevatsvene, kuti vanhu vapenyu vazive kuti Wokumusorosoro ndiye Mutongi muumambo hwose hwevanhu+ uye kuti anohupa waanoda,+ anogadza pahuri munhu akaderera kwazvo pakati pevanhu.”+