Jeremiya 18:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ivo vakati: “Uyai, ngatirongerei Jeremiya mazano,+ nokuti mutemo hauzoparari kumupristi+ kana zano kumunhu akachenjera kana shoko kumuprofita.+ Uyai timurove norurimi+ uye ngatirege kuteerera mashoko ake chero api zvawo.”
18 Ivo vakati: “Uyai, ngatirongerei Jeremiya mazano,+ nokuti mutemo hauzoparari kumupristi+ kana zano kumunhu akachenjera kana shoko kumuprofita.+ Uyai timurove norurimi+ uye ngatirege kuteerera mashoko ake chero api zvawo.”