2 Samueri 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Enda uti kuna Dhavhidhi, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kukupa zvinhu zvitatu.+ Sarudza chimwe chete chazvo kuti ndikuitire ichocho.”’”+ Zekariya 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+
12 “Enda uti kuna Dhavhidhi, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kukupa zvinhu zvitatu.+ Sarudza chimwe chete chazvo kuti ndikuitire ichocho.”’”+
7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+