Nehemiya 12:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Pazuva iroro vakabayira zvibayiro zvakawanda,+ vakafara,+ nokuti Mwari wechokwadi akaita kuti vafare kwazvo.+ Naivowo vakadzi+ nevana+ vakafara, zvokuti kufara kweJerusarema kwaigona kunzwika kure.+ Pisarema 126:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 126 Jehovha paakadzosa nhapwa dzeZiyoni,+Takaita sevaya vairota.+
43 Pazuva iroro vakabayira zvibayiro zvakawanda,+ vakafara,+ nokuti Mwari wechokwadi akaita kuti vafare kwazvo.+ Naivowo vakadzi+ nevana+ vakafara, zvokuti kufara kweJerusarema kwaigona kunzwika kure.+