Dheuteronomi 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 anoruramisira nherera nechirikadzi+ uye anoda mutorwa+ kuti amupe zvokudya nejasi. Judha 15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti atonge vose,+ uye kuti ape mhosva vose vasingadi Mwari pamusoro pemabasa avo ose okusada Mwari avakaita nenzira yokusada Mwari, uye pamusoro pezvinhu zvose zvinoshamisa kwazvo zvakataurwa pamusoro pake nevatadzi vasingadi Mwari.”+
15 kuti atonge vose,+ uye kuti ape mhosva vose vasingadi Mwari pamusoro pemabasa avo ose okusada Mwari avakaita nenzira yokusada Mwari, uye pamusoro pezvinhu zvose zvinoshamisa kwazvo zvakataurwa pamusoro pake nevatadzi vasingadi Mwari.”+