RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 95:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Nokuti iye ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vemafuro ake nemakwai oruoko rwake.+

      Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+

  • Ezekieri 34:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “‘Zvino imi makwai angu,+ makwai emafuro angu, muri vanhu vepanyika. Ini ndiri Mwari wenyu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”

  • Johani 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+

  • 1 Petro 2:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Nokuti makanga makaita semakwai, akarasika;+ asi zvino madzokera kumufudzi+ nomutariri wemweya yenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe