Eksodho 23:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Usagamuchira pfumbamuromo, nokuti pfumbamuromo inopofumadza vanhu vanoona zvakanaka uye inogona kukanganisa mashoko evanhu vakarurama.+ Dheuteronomi 16:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Usatsaudzira pakutonga.+ Usasarura+ kana kugamuchira pfumbamuromo, nokuti pfumbamuromo inopofumadza maziso evakachenjera+ uye inokanganisa mashoko evakarurama.
8 “Usagamuchira pfumbamuromo, nokuti pfumbamuromo inopofumadza vanhu vanoona zvakanaka uye inogona kukanganisa mashoko evanhu vakarurama.+
19 Usatsaudzira pakutonga.+ Usasarura+ kana kugamuchira pfumbamuromo, nokuti pfumbamuromo inopofumadza maziso evakachenjera+ uye inokanganisa mashoko evakarurama.