RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 75:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Ndichagura nyanga dzose dzevakaipa.”+

      Nyanga dzevakarurama dzichakwidziridzwa.+

  • Zvirevo 20:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Mambo akagara pachigaro choumambo chokutonga,+ achiparadzira zvakaipa zvose nemaziso ake.+

  • Jeremiya 21:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Haiwa imi imba yaDhavhidhi,+ zvanzi naJehovha: “Mangwanani oga oga+ ipai mutongo muchiruramisira,+ nunurai ari kubirwa paruoko rweanobiridzira,+ kuti hasha dzangu dzirege kubuda somoto+ dzikapisa uye dzikasava neanodzidzima nokuda kwokuipa kwezvamakaita.”’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe