Nehemiya 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Musafukidza kukanganisa kwavo+ nechivi chavo pamberi penyu. Ngachirege kudzimwa, nokuti vakatsamwisa vavaki. Jeremiya 18:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi imi, haiwa Jehovha, munonyatsoziva kundirongera zano kwavo kwose kuti vandiuraye.+ Musafukidza kukanganisa kwavo, uye musadzima chivi chavo pamberi penyu; asi ngavave vaya vanogumburwa pamberi penyu.+ Varwisei panguva yokutsamwa kwenyu.+
5 Musafukidza kukanganisa kwavo+ nechivi chavo pamberi penyu. Ngachirege kudzimwa, nokuti vakatsamwisa vavaki.
23 Asi imi, haiwa Jehovha, munonyatsoziva kundirongera zano kwavo kwose kuti vandiuraye.+ Musafukidza kukanganisa kwavo, uye musadzima chivi chavo pamberi penyu; asi ngavave vaya vanogumburwa pamberi penyu.+ Varwisei panguva yokutsamwa kwenyu.+