RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Jehovha akabva ati kuna Joshua: “Nhasi ndabvisa kuzvidza kweIjipiti pamuri.”+ Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa kuti Girigari+ kusvikira nhasi.

  • 1 Samueri 25:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Zvino Dhavhidhi akanzwa kuti Nabhari akanga afa, nokudaro akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, areverera mhosva+ yokuzvidzwa+ kwangu kuti andisunungure paruoko rwaNabhari uye adzora mushumiri wake pakuita zvakaipa,+ uye Jehovha adzorera zvakaipa zvaNabhari pamusoro wake!”+ Dhavhidhi akatuma shoko kunokumbira Abhigairi kuti amutore ave mudzimai wake.+

  • Pisarema 123:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Tinzwirei nyasha, haiwa Jehovha, tinzwirei nyasha;+

      Nokuti takazadzwa nokuzvidzwa kuzhinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe