Nehemiya 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Makavapa umambo+ nemarudzi, nokuvaganhurira-ganhurira;+ zvokuti vakaita kuti nyika yaSihoni+ ive yavo, iyo nyika yamambo weHeshbhoni,+ nenyika yaOgi+ mambo weBhashani.+
22 “Makavapa umambo+ nemarudzi, nokuvaganhurira-ganhurira;+ zvokuti vakaita kuti nyika yaSihoni+ ive yavo, iyo nyika yamambo weHeshbhoni,+ nenyika yaOgi+ mambo weBhashani.+