1 Samueri 14:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi Jonatani akanga asina kunzwa baba vake pavakapikira vanhu,+ naizvozvo akatambanudza muromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake, akaunyika muzinga rouchi, akadzosa ruoko rwake kumuromo wake, maziso ake akatanga kupenya.+
27 Asi Jonatani akanga asina kunzwa baba vake pavakapikira vanhu,+ naizvozvo akatambanudza muromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake, akaunyika muzinga rouchi, akadzosa ruoko rwake kumuromo wake, maziso ake akatanga kupenya.+