Isaya 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Muchachengetedza zvinodiwa zvinonyatsotsigirwa murugare runoramba ruripo,+ nokuti munhu anoitwa kuti avimbe nemi.+ VaRoma 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti Rugwaro rwacho runoti: “Hapana anoisa+ kutenda kwake maari achaodzwa mwoyo.”+
3 Muchachengetedza zvinodiwa zvinonyatsotsigirwa murugare runoramba ruripo,+ nokuti munhu anoitwa kuti avimbe nemi.+